Luke 9:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mashoko awa ŋgaapinde munzeʋe dzenyu; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaiswa mumaʋoko aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Teereresai kune zvandiri kuda kukutaurirai: Mwanakomana woMunhu ava kuzopandukirwa agoiswa mumaoko avanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mashoko awa ngaapinde munzeve dzenyu; nokuti Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.”
Shona 2009?
Mashoko awa ngaadzike munzeve dzenyu: Nokuti Mwanakomana womunhu uchakumikidzwa mumavoko avanhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Mashoko awa ngaapinde munzeve dzenyu; nokuti Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.”