Luke 9:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa kufuŋga kwemŋoyo yaʋo, akatora mŋana muɗuku, akamuisa parutiʋi rwake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu, achiziva kufunga kwavo, akatora mwana muduku ndokumumisa parutivi rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu, zvaakanga achiziva kufunga kwemwoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake,
Shona 2009?
Asi Jesu wakati achivona kufunga kwemoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake,
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jesu, zvaakanga achiziva kufunga kwemwoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake,