Luke 9:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jesu akati kwaari: Musamudziʋisa; nokuti usiŋgapesani nemi, unemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Musamudzivisa, nokuti ani naani asingapesani nemi ndowenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Musamurambidze nokuti munhu asingapikisani nemi ari kudivi kwenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu akati kwaari, “Musamudzivisa; nokuti asingapesani nemi, anemi.”
Shona 2009?
Asi Jesu akati kwaari: Musa\add mu\add*dzivisa, nokuti uyo usingapesani nesu, ndowedu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jesu akati kwaari, “Musamudzivisa; nokuti asingapesani nemi, anemi.”