Luke 9:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha waʋaSamaria kundomugadzirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akatuma nhume pamberi pake, ivo vakapinda mumusha weSamaria kundofanomugadzirira zvinhu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatuma nhume pamberi pake dzakaenda dzikapinda munomumwe musha wavaSamaria kuti vamugadzirire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha wavaSamaria kundomugadzirira.
Shona 2009?
akatuma vatumwa pamberi pechiso chake; ivo vakakaenda, vakapinda mumusha wavaSamaria, kundomugadzirira.
Shona SUB 2002 Bible
akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha wavaSamaria kundomugadzirira.