Luke 9:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haʋana‐kumugamucira, nokuti ciso cake cakaŋga cakariŋgira Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi vanhu voko havana kumugamuchira, nokuti akanga ava kuenda kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu ivavo havana kuda kumugamuchira nokuti akanga akananga kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi havana kumugamuchira, nokuti chiso chake chakanga chakaringira Jerusaremu.
Shona 2009?
Asi havana kumugamuchira, nokuti chiso chake chakanga chakaringira Jerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Asi havana kumugamuchira, nokuti chiso chake chakanga chakaringira Jerusaremu.