Luke 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋamŋe kuti Eria waʋonekwa; naʋamŋe ɀe, kuti mumŋe waʋaprofita ʋekare wamuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vamwe vachiti Eria akanga aonekwa, uyezve vamwe vachiti mumwe wavaprofita vakare akanga amuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vamwewo vachiti ndiEriya akazvionesa. Vamwewo vaiti mumwe wavaporofita vakare akanga amuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe kuti Eria aonekwa; navamwezve, kuti mumwe wavaporofita vekare amuka.
Shona 2009?
zvino kunevamwe, Eria wavonekwa; navamwe vachiti: Mumwe wavaporofita vekare wamuka.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe kuti Eriya aonekwa; navamwezve, kuti mumwe wavaporofita vekare amuka.