Malachi 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakuɗai — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Kunyaŋge ɀakaɗaro imi munoti: Makatiɗa neiko? Ko Esau wakaŋga asi mukoma waJakobo here? — ndiɀo ɀinotaura Jehova; kunyaŋge ɀakaɗaro ini ndakaɗa Jakobo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anoti, “Ndakakudai.” Asi imi munobvunza muchiti, “Makatida seiko?” Jehovha anoti, “Ko, Esau akanga asiri mukoma waJakobho here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakakudai.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Asi imi munoti, “Makatida nomutowo upi? Handiti Esau mukoma waJakobho here?” Ndizvo zviri kubvunzwa naTenzi, “Asi wandakada ndiJakobho,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakakudai ndizvo zvinotaura Jehovha. Kunyange zvakadaro imi munoti, ‘Makatida neiko?’ Ko Esau akanga asi mukoma waJakobho here? Ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyange zvakadaro ini ndakada Jakobho;
Shona 2009?
"Ndakakudai ndizvo zvinotaura Jehovha. Kunyange zvakadaro imwi munoti, `Makatida neiko?' Ko Esau akanga asi mukoma waJakobho here? Ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyange zvakadaro ini ndakada Jakobho;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakakudai ndizvo zvinotaura Jehovha. Kunyangwe zvakadaro imi munoti, ‘Makatida neiko?’ Ko Esau akanga asi mukoma waJakobho here? Ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyangwe zvakadaro ini ndakada Jakobho;