Malachi 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munondiʋigira ciŋgwa cinetȿina paartari yaŋgu. Ɀino moti: Takakuȿiɓisai neiko? Pakutaura kwenyu muciti: Tafura yaJehova ŋgaiɀidzwe hayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu. “Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munondivigira chingwa chine tsvina paatari yangu. Zvino moti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Pakutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha ngaizvidzwe hayo.’
Shona 2009?
Munondivigira chingwa chine tsvina paaritari yangu. Zvino moti, `Takakusvibisai neiko?' Pakutaura kwenyu muchiti,`Tafura yaJehovha ngaizvidzwe hayo.'
Shona SUB 2002 Bible
Munondivigira chingwa chine tsvina paatari yangu. Zvino moti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Pakutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha ngaizvidzwe hayo.’