Malachi 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicatuka ʋana ʋenyu, ndicamhamira ndoʋe kuɀiso ɀenyu, iyo ndoʋe yemitambo yenyu; mucabviswa pamŋe cete naro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuda kwenyu ndichabvisa zvizvarwa zvenyu; ndichadzura zviso zvenyu nendove inobva pazvibayiro zvemitambo yenyu, uye nemi muchatakurwa pamwe chete nayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai ndichati zvibereko zvenyu zviwirwe norushambwa, ndichakuzora — zorai uso nendove, ndove yemipiro yenyu uye ndigokubvisai kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndichatuka vana venyu, ndichamhamira ndove kuzviso zvenyu, iyo ndove yemitambo yenyu; muchabviswa pamwechete naro.
Shona 2009?
Tarirai, ndichatuka vana venyu, ndichanamira ndove kuzviso zvenyu, iyo ndove yemitambo yenyu; muchabviswa pamwechete naro.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndichatuka vana venyu, ndichamhamira ndove kuzviso zvenyu, iyo ndove yemitambo yenyu; muchabviswa pamwechete naro.