Malachi 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Suŋgano yaŋgu naʋo yakaŋga iri yoʋupenyu norugare; ndakaʋapa iɀo kuti ʋa ndi tye, ʋakanditya, ʋakaɗeɗera nokuɗa kwezita raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakaita sungano yangu naye, sungano youpenyu norugare, uye ndakapa izvi kwaari; zvakandivigira kukudzwa uye akandikudza, akamira achitya zita rangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chitenderano changu chandakaita naye chakanga chiri chitenderano choupenyu norugare. Ndakamupa izvozvo kuitira kuti agotyawo, saizvozvowo ainditya achidedera kwazvo zita rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Sungano yangu navo yakanga iri youpenyu norugare; ndakavapa izvo kuti vanditye, vakanditya, vakadedera nokuda kwezita rangu.
Shona 2009?
"Sungano yangu navo yakanga iri youpenyu norugare; ndakavapa izvo kuti vanditye, vakanditya, vakadedera nokuda kwezita rangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Sungano yangu navo yakanga iri youpenyu norugare; ndakavapa izvo kuti vanditye, vakanditya, vakadedera nokuda kwezita rangu.