Malachi 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti miromo yomuprista inofanira kuceŋgeta ziʋo, ʋanhu ʋanofanira kubvunza murairo pamuromo wake; nokuti ndiye nhume yaJehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti muromo womuprista unofanira kuchengeta zivo, uye vanhu vanofanira kutsvaka dzidziso kubva pamuromo wake, nokuti ndiye nhume yaJehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengetedza ruzivo. Vanhu vanotsvaka rudzidziso kumuromo wake nokuti iye inhumwa yaTENZI wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengeta zivo, vanhu vanofanira kubvunza murayiro pamusoro wake; nokuti ndiye nhume yaJehovha wehondo.
Shona 2009?
Nokuti miromo yomuprista inofanira kuchengeta zivo, vanhu vanofanira kubvunza murayiro pamusoro wake; nokuti ndiye nhume yaJehovha wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti miromo yomupristi inofanira kuchengeta zivo, vanhu vanofanira kubvunza murairo pamusoro wake; nokuti ndiye nhume yaJehovha wehondo.