Malachi 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makati: Haɀinamaturo kushumira Mŋari; takawaneiko ɀatakaceŋgeta ɀaakaraira, ɀatakafamba takapfeka ŋguʋo dzokucema pamberi paJehova wehondo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari. Takawaneiko nokuita zvaakarayira uye zvatakafamba savachemi pamberi paJehovha Wamasimba Ose?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoti, ‘Hazvina namaturo ose kushandira Mwari. Zvinotibatsireiko kuteerera mirao uye kufamba takazvirereka kuna Tenzi wehondo nehondo wacho?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari;’ takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo?
Shona 2009?
imwi makati, `Hazvina maturo kushumira Mwari;' takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo?
Shona SUB 2002 Bible
Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari;’ takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo?