Malachi 3:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinoti ʋanoɀikudza ndiʋo ʋakafara; ɀirokwaɀo, ʋanoita ɀakaipa ndiʋo ʋanoʋakiswa; ɀirokwaɀo, ʋanoidza Mŋari ʋacipukunyuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino tinoti vanozvikudza vakaropafadzwa. Zvirokwazvo vaiti vezvakaipa vanobudirira uye naivo vaya vanoedza Mwari vanopunyuka.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvino zvatiri kuona ndezvokuti vanozvikudza ndivo vakatokomborerwa zvavo. Vaiti vezvakaipa havasi kungobudirira chete asi kutoti kunyange vakaedza zvavo Mwari vanopunyukawo.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinoti vanozvikudza ndivo vakafara; zvirokwazvo, vanoita zvakaipa ndivo vanovakiswa; zvirokwazvo, vanoidza Mwari vachipukunyuka.
Shona 2009?
Zvino tinoti vanozvikudza ndivo vakafara; zvirokwazvo, vanoita zvakaipa ndivo vanovakiswa; zvirokwazvo, vanoidza Mwari vachipukunyuka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinoti vanozvikudza ndivo vakafara; zvirokwazvo, vanoita zvakaipa ndivo vanovakiswa; zvirokwazvo, vanoidza Mwari vachipukunyuka.