Malachi 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaitya Jehova ʋakataurirana, Jehova akaterera, akanzwa, buku yokuraŋgaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuɗa kwaʋanotya Jehova, ʋaciraŋgarira zita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaya vaitya Jehovha vakataurirana, uye Jehovha akateerera akanzwa. Bhuku rechirangaridzo rakanyorwa pamberi pake pamusoro pavanotya Jehovha uye vanoremekedza zita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaitya Tenzi vakataurirana. Tenzi akateerera akavanzwa. Izvozvo bhuku roKuyeuchidza ravanhu vanotya Tenzi navanhu vanofunga nezvezita rake rakanyorwa mberi kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akaterera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake.
Shona 2009?
"Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akateerera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akateerera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake.