Malachi 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatukwa nokutuka; nokuti munondiɓira, irwo rudzi urwu rwose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatukwa, rudzi rwenyu rwose, nokuti muri kundibira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makapinda jambwa nokuti muri kundibira, iyemi rudzi rwenyu rwose zvarwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatukwa nokutuka; nokuti munondibira, urwo rudzi urwu rwose.
Shona 2009?
Makatukwa nokutuka; nokuti munondibira, urwo rudzi urwu rwose.
Shona SUB 2002 Bible
Makatukwa nokutuka; nokuti munondibira, urwo rudzi urwu rwose.