Mark 1:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo aciɓuɗa mumvura, akaʋona ɗeŋga ricizarurwa, noMŋeya uciɓurukira pamsoro pake senjiʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakanga ava kubuda mumvura, akaona denga richizarurwa uye Mweya achiburukira pamusoro pake senjiva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achangoti budei mumvura, akaona matenga achizaruka naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo achibuda mumvura, akaona denga richizarurwa, naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva;
Shona 2009?
Pakarepo achibuda mumvura, wakavona matenga akazarurwa, noMweya wakaita senjiva uchiburuka pamusoro pake.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo achibuda mumvura, akaona denga richizarurwa, naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva;