Mark 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye inzwi rakauya richibva kudenga richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, wandinoda, wandinofarira kwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.”
Shona 2009?
Zvino kwakauya inzwi richibva kudenga \add richiti\add*: Ndiwe Mwanakomana wangu unodikamwa, unondifadza kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.”