Mark 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti: Ŋguʋa yazad ziswa, ʋushe bgaMŋari bgasweɗera pedyo; tendeʋukai, mutende Evaŋgeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Nguva yasvika. Umambo hwaMwari hwaswedera. Tendeukai mutende vhangeri!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.”
Shona 2009?
achiti: Nguva yazadziswa, uye ushe hwaMwari hwaswedera pedo; tendevukai, mutende evhangeri.
Shona SUB 2002 Bible
achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.”