Mark 1:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: Nditeʋerei, kuti ndikuitei ʋaɓati ʋaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Nditeverei, kuti ndikuitei vabati vavanhu.”
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Nditeverei, ndichakuitai muve varedzi vevanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Nditeverei, kuti ndikuitei vabati vavanhu.”