Mark 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti wakaʋadzidzisa somunhu unesimba, asiŋgaiti saʋanyori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane simba, asingaiti savadzidzisi vomurayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori.
Shona 2009?
Vakashamiswa nedzidziso yake; nokuti wakavadzidzisa somunhu unesimba, asingaiti savanyori.
Shona SUB 2002 Bible
Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori.