Mark 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino musinagoge raʋo makaŋga munomunhu wakaŋga anomŋeya wetȿina, wakaɗanidzira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo mumwe munhu akanga ari musinagoge ravo akanga akabatwa nomweya wakaipa akadanidzira achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino musinagoge ravo makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa, akadanidzira,
Shona 2009?
Zvino kwaivapo musinagoge ravo nomunhu wakanga anomweya wetsvina, akadanidzira
Shona SUB 2002 Bible
Zvino musinagoge ravo makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa, akadanidzira,