Mark 1:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akamuraira, akati: Nyarara, uɓuɗe kwaari!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamurayira akati, “Nyarara! Buda maari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akaukarira achiti, “Nyarara, buda maari!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akamuraira; akati, “Nyarara, ubude kwaari!”
Shona 2009?
Zvino Jesu akamutsiura achiti: Nyarara, ubude kwaari!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akamuraira; akati, “Nyarara, ubude kwaari!”