Mark 1:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya wetȿina ukamubvundisa, ndokuɗanidzira nenzwi guru, ndokuɓuɗa kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wakaipa wakamuzunza-zunza ndokubva wabuda maari nenzwi guru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wakaipa akamubvundisa, ndokudanidzira nezwi guru, ndokubuda kwaari.
Shona 2009?
Zvino mweya wetsvina wakati amubvundisa, ndokudanidzira nenzwi guru, ndokubuda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wakaipa akamubvundisa, ndokudanidzira nezwi guru, ndokubuda kwaari.