Mark 1:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGarirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukurumbira wake wakapararira munyika yose yeGarirea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGariria.
Shona 2009?
Zvino pakarepo mukurumbira wake ukanzwikwa kunze panyika yose yakapoteredza Gariri.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGareriya.