Mark 1:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“inzwi rounodana murenje, richiti, ‘Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izwi raanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ”
Shona 2009?
Inzwi rounodana murenje, \add richiti\add*: Gadzirai imwi nzira yaShe; ruramisai migwagwa yake.
Shona SUB 2002 Bible
Izwi raanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ”