Mark 1:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɗekwana, zuʋa raʋira, ʋakaisa kwaari ʋose ʋakaŋga ʋacirwadziwa, naʋakaŋga ʋakaɓatwa nemŋeya yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Manheru acho iwayo zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vairwara navakanga vakabatwa namadhimoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa.
Shona 2009?
Zvino madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwara navakanga vakabatwa nomweya yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa.