Mark 1:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamuwana, ʋakati kwaari: Ʋose ʋanokutȿakai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakati vamuwana, vakati, “Vanhu vose vanokutsvakai!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamuwana, vakati kwaari, “Vose vanokutsvakai.”
Shona 2009?
Zvino vakati vamuwana vakati kwaari: Vose vanokutsvakai.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamuwana, vakati kwaari, “Vose vanokutsvakai.”