Mark 1:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaenda, akaparidza mumasinagoge aʋo paGarirea rose aciɓuɗisa mŋeya yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akafamba nomuGarirea yose, achiparidza mumasinagoge avo uye achidzinga madhimoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro akafamba neGarirea yose achiparidza mumasinagogu avo, achidzingawo mweya yakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGariria rose achibudisa mweya yakaipa.
Shona 2009?
Zvino akaparidza mumasinagoge avo paGariri rose, achibudisa mweya yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Akaenda, akaparidza mumasinagoge avo muGareriya rose achibudisa mweya yakaipa.