Mark 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Johane wakaʋuya acibapatidza murenje, aciparidza rubapatidzo rwokutendeʋuka ʋakaŋganwirwe ɀiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye saizvozvo Johani akauya, achibhabhatidza murenje uye achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti varegererwe zvivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Johani akauya achibhabhatidza murenje, achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti vanhu varegererwe zvivi zvavo.
Shona 2009?
Johwani wakabhabhatidza murenje, akaparidza rubhabhatidzo rwokutendevuka \add \add*kuitira kangamwiro yezvivi.
Shona SUB 2002 Bible
Johani akauya achibhabhatidza murenje, achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti vanhu varegererwe zvivi zvavo.