Mark 1:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akamunzwira ŋgoni, akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati kwaari: Ndinoɗa, cinatswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya. Akati, “Ndinoda. Chinatswa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.”
Shona 2009?
Jesu akanzwa ngoni, akatandavadza ruvoko, akamubata akati kwaari: Ndinoda, chinatswa;
Shona SUB 2002 Bible
Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.”