Mark 1:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo maperembudzi akabva kwaari, akanatswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo maperembudzi akabva paari uye akaporeswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo maperembudzi ake akabva apera, akabva achenurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo maperembudzi akabva kwaari, akanatswa.
Shona 2009?
pakarepo achangopedza kutaura, maperembudzi akabva kwaari, akanatswa.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo maperembudzi akabva kwaari, akanatswa.