Mark 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaparidza, aciti: Shure kwaŋgu kunoʋuya mumŋe unesimba kupfuʋureni, wandisino‐kufanira kukotama kuti ndisunuŋgure rukanda rweshaŋgu dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye iyi ndiyo yakanga iri mharidzo yake: “Shure kwangu kuchauya mumwe ane simba kupfuureni wandisina kufanira kusunungura rukanda rweshangu dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiparidza achiti, “Mushure mangu muri kuuya ane simba kupinda ini. Ini handikodzeri kukotama ndichisunungura rukanda rweshangu dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaparidza, achiti, “Shure kwango kunouya mumwe ane simba kupfuureni, wandisinokufanira kukotama kuti ndisunungure rukanda rweshangu dzake.
Shona 2009?
Akaparidza, achiti: Kunovuya mumwe unesimba kupfuvureni shure kwangu. Wandisina kufanira kukotama kuti ndisununugure tambo yeshangu dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Akaparidza, achiti, “Shure kwangu kunouya mumwe ane simba kupfuureni, wandisino kufanira kukotama kuti ndisunungure rukanda rweshangu dzake.