Mark 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Aninani unorasha mukadzi wake, akawana mumŋe, unoita ʋupombge kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akapindura akati, “Ani naani anoramba mukadzi wake uye akawana mumwe mukadzi, ava kuita upombwe naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake achiroora mumwe, anoita upombwe uye achimutadzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake, akawana mumwe, anoita upombwe kwaari.
Shona 2009?
Zvino akati kwavari: Ani nani unoramba mukadzi wake, akawana mumwe, unoita vupombwe kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Ani naani anoramba mukadzi wake, akawana mumwe, anoita upombwe kwaari.