Mark 10:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akaʋaɗanira kwaari, akati kwaʋari: Munoziʋa kuti aʋo ʋanonzi macinda aʋahedeni anoʋaraira, naʋakuru ʋaʋo ʋanoita simba naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavadana pamwe chete akati, “Munoziva kuti vaya vanonzi vatongi vavaHedheni vanotonga pamusoro pavo, uye vabati vavo vakuru vanoshandisa simba pamusoro pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavadaidza akavati, “Munoziva kuti kune vechirudzi vanonzi vatongi vaya, pakutonga vanoita zvechisimba uye vakuru vakuru vavo vanoita zvomukundo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati kwavari, “Munoziva kuti avo vanonzi machinda avahedheni vanovaita mukundo navakuru vakuru vano vanovaitira zvesimba.
Shona 2009?
Asi Jesu akavadana akati kwavari: Munoziva kuti avo vanonzi machinda avahedheni vanovatonga, navakuru vavo vanobata nesimba pamusoro pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati kwavari, “Munoziva kuti avo vanonzi machinda avahedheni vanovaita mukundo navakuru vakuru vano vanovaitira zvesimba.