Mark 10:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋanakomana womunhu naiye haana‐kuʋuya kuzoshumirwa, asi kushumira, nokupa ʋupenyu bgake ruʋe rudzikinuro rwaʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kunyange Mwanakomana woMunhu haana kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira uye nokupa upenyu hwake kuti huve rudzikunuro rwavazhinji.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti kunyange Mwanakomana womunhu haana kuuya kuzoshandirwa asi kuzoshandira vamwe, uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti Mwanakomana womunhu naiye haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira, nokupa hupenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.”
Shona 2009?
Nokuti kunyange Mwanakomana womunhu haana kuvuya kuzoshumirwa, asi kushumira, nokupa upenyu hwake \add ruve\add* rudzikinuro rwavazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti Mwanakomana womunhu naiye haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira, nokupa upenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.”