Mark 10:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akamira, akati: Muɗanei. Ʋakaɗana ɓofu, ʋaciti kwariri: Tsuŋga mŋoyo, simuka, unokuɗana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamira akati, “Mudanei.” Saka vakadana munhu uya bofu vakati, “Tsunga mwoyo! Simuka! Anokudana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akamira, akati, “Mudanei.” Vakadana bofu, vachiti kwariri, “Tsunga mwoyo, simuka, anokudana.”
Shona 2009?
Ipapo Jesu akaramba amire, akaraira kuti adamwe; vakadana bofu vachiti kwariri: Tsunga moyo; simuka, unokudana.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akamira, akati, “Mudanei.” Vakadana bofu, vachiti kwariri, “Tsunga mwoyo, simuka, anokudana.”