Mark 11:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fume maŋgwana ʋakati ʋacibva Betania, akaziya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana pavakanga vobva kuBhetani, Jesu akanzwa nzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Fume ramangwana, zvavakanga vachibva kuBhetania akanzwa nzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fume mangwana vakati vachibva Bhetania, akaziya;
Shona 2009?
Zvino fume mangwana vakati vachibva Bhetaniya, akanzwa nzara.
Shona SUB 2002 Bible
Fume mangwana vakati vachibva Bhetania, akaziya;