Mark 11:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati kwauri: Kusaʋa nomunhu, unozodya ɀiɓereko pauri nokusiŋgaperi. Ʋadzidzi ʋake ʋakaɀinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kumuti, “Ngakurege kuva nomunhu anodya muchero paurizve.” Uye vadzidzi vake vakamunzwa achidaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokubva ati kwauri, “Pasazove nomunhu anodya muchero wako narini.” Vadzidzi vake vakazvinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati kwavari, “Kusava nomunhu, anozodya michero pauri nokusingaperi.” Vadzidzi vake vakazvinzwa.
Shona 2009?
Zvino Jesu akapindura, akati kwauri: Kusava nomunhu unozodya zvibereko pauri kubva zvino nokusingaperi. Vadzidzi vake vaka\add zvi\add*nzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati kwavari, “Kusava nomunhu, anozodya michero pauri nokusingaperi.” Vadzidzi vake vakazvinzwa.