Mark 11:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akasatendera munhu kuti atakure nhumbi mutembere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye haana kutendera munhu kutakura zvaitengeswa achipinda nomuchivanze chetemberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye haana kubvumira munhu kuti apfuure nomuTemberi akatakura chinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akasatendera munhu kuti atakure nhumbi mutemberi.
Shona 2009?
Zvino akasatendera munhu kuti atakure mudziyo achipfuvura nemutembere.
Shona SUB 2002 Bible
Akasatendera munhu kuti atakure nhumbi mutemberi.