Mark 11:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ŋguʋa dzose kana aʋa maɗekwana, waienda kunze kweguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madekwana akati asvika, vakaenda kunze kweguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti ava manheru, vakabuda muguta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, nguva dzose kana ava madekwana, waienda kunze kweguta.
Shona 2009?
Zvino ava madekwana, wakabuda kunze kweguta,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, nguva dzose kana ava madekwana, waienda kunze kweguta.