Mark 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋacipfuʋura napo maŋgwanani, ʋakaʋona muʋonde wawoma kubva pamidzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani, pavakanga vachifamba, vakaona muonde wakaoma kubva kumidzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Fume mangwana, vakapfuura napamuonde uya, vakaona wakaoma nemidzi yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vachipfuura napo mangwanani, vakaona muonde waoma kubva pamidzi.
Shona 2009?
Zvino mangwanani vakati vachipfuvura, vakavona muvonde wawoma kubva pamidzi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vachipfuura napo mangwanani, vakaona muonde waoma kubva pamidzi.