Mark 11:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika ɀe Jerusarema. Ɀino wakati acifamba mutembere, ʋaprista ʋakuru naʋanyori naʋakuru ʋakaʋuya kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasvikazve muJerusarema, uye Jesu paaifamba mutemberi, vaprista vakuru, vadzidzisi vomurayiro navakuru vakauya kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasvika zvakare Jerusaremu. Zvaakanga achifamba muTemberi, vapristi vakuru nenyanzvi dzoMutemo navakuru vakuru vavaJudha vakauya kwaari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvikazve Jerusaremu. Zvino akati achifamba mutemberi, vapristi vakuru navanyori navakuru vakauya kwaari;
Shona 2009?
Vakasvikazve Jerusarema; zvino wakati achifamba mutembere, vaprista vakuru navanyori navakuru vakavuya kwaari,
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvikazve Jerusaremu. Zvino akati achifamba mutemberi, vapristi vakuru navanyori navakuru vakauya kwaari;