Mark 11:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kwaari: Munoita ɀinhu iɀoɀi nesimba ripiko? Ndianiko wakakupai simba iri, kuti muite iɀi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Unoita zvinhu izvi nesimba ripiko? Uye ndiani akakupa simba rokuita izvi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakati kwaari, “Unoita izvi nesimba raani? Ndiani akakupa simba rokuita izvi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kwaari, “Munoita zvinhu izvozvi nesimba ripiko? Ndianiko akakupai simba iri, kuti muite izvi?”
Shona 2009?
zvino vakati kwaari: Unoita zvinhu izvozvi nesimba ripiko? Ndianiko wakakupa simba rokuita zvinhu izvi?
Shona SUB 2002 Bible
vakati kwaari, “Munoita zvinhu izvozvi nesimba ripiko? Ndianiko akakupai simba iri, kuti muite izvi?”