Mark 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akati kwamuri: Munoitireiko kuɗaro? muti: Ishe unoiɗa. Pakarepo ucaitumira ɀe pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukabvunzwa nomunhu kuti, ‘Seiko muchiita izvi?’ muti kwaari, ‘Ishe anomuda uye achamudzosa pano nokukurumidza.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.”
Shona 2009?
Kana munhu akati kwamuri: Munoitireiko izvi? Muti: Ishe unorida. Pakarepo ucharitumira pano.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.”