Mark 11:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rubapatidzo rwaJohane rwakabva kuɗeŋga here kana kuʋanhu? Ndipindurei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rubhabhatidzo rwaJohani, rwakabva kudenga kana kuti kuvanhu? Ndiudzei!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruombeko rwaJohani rwakabva kudenga here kana kuvanhu? Ndipindurei”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga here kana kuvanhu? Ndipindurei.”
Shona 2009?
Rubhabhatidzo rwaJohwani rwakabva kudenga, kana kuvanhu? Ndipindurei,
Shona SUB 2002 Bible
Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga here kana kuvanhu? Ndipindurei.”