Mark 11:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakataurirana, ʋaciti: Kana tikati, Kuɗeŋga, ucati: Makagoregerei kumutenda?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakataurirana pakati pavo vakati, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Zvino makaregereiko kumutenda?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakataurirana pachavo vachiti, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga;’ achati, ‘Ko makaregerei kutenda kwaari?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakataurirana, vachiti, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Makagoregerei kumutenda?’
Shona 2009?
Vakataurirana, vachiti: Kana tikati: Kudenga, uchati: Makagoregerei kumutenda?
Shona SUB 2002 Bible
Vakataurirana, vachiti, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Makagoregerei kumutenda?’