Mark 11:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapindura ʋaciti kunaJesu: Hatiziʋi. Jesu akati kwaʋari: Neni handiŋgakuʋudziyi ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu akati, “Neniwo handikuudzei simba randinoita naro zvinhu izvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu ndokuvati, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapindura vachiti kuna Jesu, “Hatizivi.” Jesu akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”
Shona 2009?
Vakapindura vachiti kuna Jesu: Hatizivi. Jesu akapindura akati kwavari: Nenivo handingakuvudziyivo kuti ndinoita zvinhu izvi nesimba ripi.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapindura vachiti kuna Jesu, “Hatizivi.” Jesu akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”