Mark 12:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaSaduse ʋakaʋuya kwaari, iʋo ʋanoti hakuna‐kumuka kwaʋakafa, ʋakamubvunza ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaSadhusi, vaya vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya kwaari nomubvunzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazouyawo vaSadhusei kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka muvafi hakuna, vakamubvunza vachiti;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaSadhusi vakauya kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza vachiti,
Shona 2009?
Zvino kwakavuya kwaari vaSajusi, vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza vachiti:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaSadhusi vakauya kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza vachiti,