Mark 12:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunaʋanakomana ʋomunhu mumŋe ʋanomŋe; weɗaŋgwe akatora mukadzi, akafa asinaʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakanga kuna vanakomana vomunhu mumwe chete vanomwe. Wokutanga akawana uye akafa akasasiya vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiva navakomana vanomwe, mukomanomunun'una. Dangwe ravo rakaroora mukadzi. Parakafa harina kusiya mwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuna vanakomana vomunhu mumwe vanomwe; wedangwe akatora mukadzi, akafa asina vana.
Shona 2009?
Zvino kwakanga kunavanakomana vanomwe vomunhu mumwe; wedangwe akawana mukadzi, akafa akasasiya vana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuna vanakomana vomunhu mumwe vanomwe; wedangwe akatora mukadzi, akafa asina vana.