Mark 12:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋanomŋe ʋose haʋana‐kuʋa nomŋana; shure kwaʋose mukadzi akafa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviripo ndezvokuti, hakuna pavanomwe ava akasiya kana mwana. Pakupedzisira mukadzi akazofawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Navanomwe vose havana kuva nomwana; shure kwavose mukadzi akafawo.
Shona 2009?
navanomwe vose vakamuwana, vakasasiya mwana; shure kwavose mukadzi akafavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Navanomwe vose havana kuva nomwana; shure kwavose mukadzi akafawo.